Jeremia 51:62 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo uti, ‘Haiwa Jehovha, makati muchaparadza nzvimbo ino, zvokuti hakuna munhu kana zvipfuwo zvingagaramo; ichaparadzwa nokusingaperi.’

Jeremia 51

Jeremia 51:54-63