Jeremia 51:59 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iri ndiro shoko rakapiwa naJeremia kumuchinda Seraya mwanakomana waNeria, mwanakomana waMaseya, paakaenda kuBhabhironi naZedhekia mambo weJudha mugore rechina rokutonga kwake.

Jeremia 51

Jeremia 51:56-60