Jeremia 51:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Israeri neJudha havana kuraswa naMwari wavo, iye Jehovha Wamasimba Ose, kunyange nyika yavo yakazara nemhaka pamberi poMutsvene waIsraeri.

Jeremia 51

Jeremia 51:1-14