Jeremia 51:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti zvirokwazvo nguva ichasvika yandichatonga zvifananidzo zveBhabhironi; nyika yaro yose ichanyadziswa, uye vakaurayiwa varo vachawira pasi vose mukati maro.

Jeremia 51

Jeremia 51:42-48