Jeremia 51:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyika inodedera uye yomonyoroka, nokuti zvakarongwa naJehovha pamusoro peBhabhironi hazvingatongokoni, zvokuparadza nyika yeBhabhironi kuti pasava nomunhu achagaramo.

Jeremia 51

Jeremia 51:26-34