Jeremia 51:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Simudzai mureza munyika! Ridzai hwamanda pakati pendudzi! Gadzirirai ndudzi kuti dzizorwa naye; kokai ushe uhu kuzorwa naye: Ararati, Mini neAshikenazi. Gadzai mukuru wehondo arwe naye; tumirai mabhiza akaita sechimokoto chemhashu.

Jeremia 51

Jeremia 51:19-33