Jeremia 51:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye Mugove waJakobho haana kufanana naizvozvi, nokuti ndiye Muiti wezvinhu zvose, pamwe chete norudzi rwenhaka yake, Jehovha Wamasimba Ose ndiro zita rake.

Jeremia 51

Jeremia 51:17-24