Jeremia 50:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Vanhu vangu vanga vari makwai akarasika; vafudzi vavo vakavatsausa, uye vakavaita kuti vadzungaire pamusoro pamakomo. Vakadzungaira pamusoro pamakomo nezvikomo, ndokukanganwa nzvimbo yavo yokuzorora.

Jeremia 50

Jeremia 50:1-15