Jeremia 50:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakapakata uta namapfumo; vano utsinye uye havana tsitsi. Vanotinhira segungwa vakatasva mabhiza avo; vanouya vakaita savarume vakagadzirira kurwa, kuti vakurwise, iwe mwanasikana weBhabhironi.

Jeremia 50

Jeremia 50:40-45