Jeremia 50:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sokukoromorwa kwakaitwa Sodhomu neGomora naMwari pamwe chete namaguta akavakidzana nawo,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “saizvozvo hakuna achagarako; hakuna munhu achagara mairi.

Jeremia 50

Jeremia 50:35-43