Jeremia 50:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumazuva iwayo, panguva iyoyo,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “mhaka yaIsraeri ichatsvakwa, asi pachange pasina mhosva, uye zvivi zveJudha zvichatsvakwa, asi hapana chichawanikwa, nokuti ndichakanganwira vakasara vandakasiya.

Jeremia 50

Jeremia 50:10-24