Jeremia 50:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Israeri makwai akapararira akadzingirwa kure neshumba. Akatanga kumudya akanga ari mambo weAsiria; akapedzisira kupwanya mapfupa ake ndiNebhukadhinezari mambo weBhabhironi.”

Jeremia 50

Jeremia 50:15-25