Jeremia 5:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka shumba inobva musango ichavauraya, bere rinobva mugwenga richavabvambura, ingwe ichavavandira pedyo namaguta avo kuti ibvamburanye vose vanobudamo, nokuti kundimukira kwavo kukuru uye kudzokera shure kwavo kwawanda.

Jeremia 5

Jeremia 5:1-8