Jeremia 5:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Jehovha, meso enyu haatsvaki chokwadi here? Makavarova, asi havana kunzwa kurwadziwa; Makavapwanya, asi vakaramba kurayirwa. Vakaomesa zviso zvavo kupfuura dombo uye vakaramba kutendeuka.

Jeremia 5

Jeremia 5:1-10