Jeremia 5:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Havati mumwoyo yavo, ‘Ngatityei Jehovha Mwari wedu, anotipa mvura yaMatsutso neyoMunakamwe nenguva yayo, anotitsidzira mavhiki akatarwa okukohwa.

Jeremia 5

Jeremia 5:22-29