Jeremia 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo zvanzi naJehovha Mwari Wamasimba Ose: “Nokuti vanhu vakataura mashoko aya, ndichaita kuti mashoko angu ave moto mumuromo mako, uye vanhu ava kuti vave huni dzinopiswa nawo.

Jeremia 5

Jeremia 5:12-17