Jeremia 49:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ungudza, iwe Heshibhoni, nokuti Ai raparadzwa! Ridzai mhere, imi vanogara muRabha! pfekai masaga mucheme, mhanyai pano nekoko pakati porusvingo, nokuti Moreki achaenda muutapwa, pamwe chete navaprista vake namachinda ake.

Jeremia 49

Jeremia 49:1-4