Jeremia 49:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhamasiko harichina simba, rakatendeuka kuti ritize, kuvhunduka kukaribata; kugomera nokurwadziwa zvakaribata, kurwadziwa sekwomukadzi osununguka.

Jeremia 49

Jeremia 49:17-27