Jeremia 49:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sokuparadzwa kwakaitwa Sodhomu neGomora, pamwe chete namaguta akanga akavakidzana nawo,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “saka hakuna munhu achazogarako; hakuna munhu achagara mariri.

Jeremia 49

Jeremia 49:14-19