Jeremia 49:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakanzwa shoko rakabva kuna Jehovha, richiti: Nhume yakatumwa kundudzi kundoti, “Unganai kuti murwe naro! Simukai murwe!”

Jeremia 49

Jeremia 49:8-19