Jeremia 49:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha, “Kana avo vakanga vasingafaniri kunwa pamukombe vakodzera kuunwa, iwe ucharegereiko kurangwa? Haungaregi kurangwa, asi unofanira kunwa pamukombe wacho.

Jeremia 49

Jeremia 49:4-14