Jeremia 49:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro paAmoni: Zvanzi naJehovha, “Ko, Israeri haana mwanakomana here? Haana vadyi venhaka here? Ko, zvino Moreki atorerei nhaka yaGadhi? Nemhaka yeiko vanhu vake vachigara mumaguta ayo?

Jeremia 49

Jeremia 49:1-11