Jeremia 48:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachakwira nomukwidza weRuhiti, vachichema zvikuru pakuenda kwavo; pamateru enzira yokuHoronaimi kuchema kwokurwadziwa pamusoro pokuparadza kunonzwika.

Jeremia 48

Jeremia 48:1-13