Jeremia 48:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Une nhamo, iwe Moabhu! Vanhu veKemoshi vaparara; vanakomana vako vakaendeswa kuutapwa navanasikana vako muutapwa.

Jeremia 48

Jeremia 48:44-47