Jeremia 48:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Takanzwa nezvokuzvikudza kweMoabhu, manyawi nokudada kwavo kukuru uye kuzvikudza kwakanyanya, kuzvikudza kwavo nokuzvitutumadza namanyawi emwoyo wayo.

Jeremia 48

Jeremia 48:28-37