Jeremia 48:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Moabhu achanyadziswa neKemoshi, sokunyadziswa kwakaitwa imba yaIsraeri pavakavimba neBheteri.

Jeremia 48

Jeremia 48:7-18