Jeremia 48:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro peMoabhu: Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, “Ine nhamo Nebho, nokuti ichaparadzwa. Kiriataimi ichanyadziswa uye ichakundwa; nhare dzichanyadziswa uye dzichaparadzwa.

Jeremia 48

Jeremia 48:1-11