Jeremia 46:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ijipiti yazara seNairi, senzizi dzamapopopo. Inoti, “Ndichazara ndigofukidza nyika; ndichaparadza maguta navanhu vawo.

Jeremia 46

Jeremia 46:2-9