Jeremia 46:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Usatya, iwe Jakobho muranda wangu; usavhunduka iwe Israeri. Zvirokwazvo ndichakuponesa uri kunzvimbo iri kure, navana vako kubva kunyika yeutapwa hwavo, Jakobho achavazve norugare nokuchengetedzeka, uye hakuna achamutyisa.

Jeremia 46

Jeremia 46:24-28