Jeremia 46:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varwi vanorwa kuti vapuwe mari chete vari mairi, vakaita semhuru dzakakodzwa. Naivowo vachadzoka uye vachatiza pamwe chete, havangamiri, nokuti zuva renjodzi riri kuuya pamusoro pavo, iyo nguva yokurangwa kwavo.

Jeremia 46

Jeremia 46:19-22