Jeremia 46:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndudzi dzichanzwa nezvokunyadziswa kwako; kuchema kwako kuchazadza nyika. Mhare ichabondera pane imwe mhare; vachawira pasi pamwe chete.”

Jeremia 46

Jeremia 46:10-13