Jeremia 45:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi ndizvo zvakataurwa nomuprofita Jeremia kuna Bharuki mwanakomana waNeria, mugore rechina raJehoyakimi mwanakomana waJosia mambo weJudha, shure kwokunyora kwaBharuki rugwaro rwamashoko aJeremia aakanga achimudaidzira, achiti,

Jeremia 45

Jeremia 45:1-5