Jeremia 44:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvino, zvanzi naJehovha, Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri: Munouyisireiko njodzi yakakura kudai pamusoro penyu nokuparadzira kubva kuJudha varume navakadzi, navana, navacheche nokudaro muchisara musina kana nomumwe?

Jeremia 44

Jeremia 44:1-11