Jeremia 44:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi havana kunzwa kana kuteerera: havana kudzoka kubva pane zvakaipa zvavo kana kurega kupisa zvinonhuwira kuna vamwe vamwari.

Jeremia 44

Jeremia 44:1-12