Jeremia 44:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuda kwezvakaipa zvavakaita. Vakanditsamwisa nokuda kwokupisira zvinonhuwira uye nokunamata vamwe vamwari vavasina kumboziva ivo kana imi kana madzibaba enyu.

Jeremia 44

Jeremia 44:1-5