Jeremia 44:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakadzi vakapamhidzira vachiti, “Patakapisira zvinonhuwira kuna Mambokadzi wokudenga, nokudururira zvipiriso zvokunwa kwaari, varume vedu vanga vasingazivi here kuti taimuitira makeke akaita somufananidzo wake nokumudururira zvipiriso zvinonwiwa?”

Jeremia 44

Jeremia 44:18-27