Jeremia 43:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achauya agorwisa Ijipiti, achivigira rufu kuna avo vakatongerwa rufu, kutapwa kuna vakatongerwa utapwa, nomunondo kuna avo vakatongerwa munondo.

Jeremia 43

Jeremia 43:8-13