Jeremia 42:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo akaunganidza Johanani mwanakomana waKarea navakuru vose vehondo vaaiva navo navanhu vose kubva kuvaduku kusvikira kuvakuru.

Jeremia 42

Jeremia 42:1-11