Jeremia 42:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jeremia muprofita akapindura achiti, “Ndakunzwai. Zvirokwazvo ndichakunyengetererai kuna Jehovha Mwari wenyu sezvamakumbira, ndichakuzivisai zvinhu zvose zvicharehwa naJehovha uye handingambokuvanzirai chinhu.”

Jeremia 42

Jeremia 42:1-5