Jeremia 42:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

zvino chinzwai shoko raJehovha imi vakasara vaJudha. Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, ‘Kana mashinga kuenda kuIjipiti kana mukaenda kundogarako,

Jeremia 42

Jeremia 42:11-22