Jeremia 41:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishumaeri mwanakomana waNetania akabuda paMizipa kuti andovachingamidza, akafamba achichema. Paakasangana navo, akati kwavari, “Uyai kuna Gedharia mwanakomana waAhikami.”

Jeremia 41

Jeremia 41:1-14