Jeremia 41:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishumaeri mwanakomana waNetania navarume gumi vakanga vanaye vakasimuka vakabaya Gedharia mwanakomana waAhikami, mwanakomana waShafani, nomunondo, vakamuuraya iye akanga agadzwa namambo weBhabhironi kuti ave mubati wenyika iyo.

Jeremia 41

Jeremia 41:1-4