Jeremia 41:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Johanani mwanakomana waKarea navakuru vose vehondo vaiva naye vakatungamirira vose vakasara kubva paMizipa avo vaakanga anunura kuna Ishumaeri mwanakomana waNetania shure kwokunge auraya Gedharia mwanakomana waAhikami, vaiti: varwi, navakadzi, navana namachinda edare vaakanga abva navo kuGibheoni.

Jeremia 41

Jeremia 41:11-18