Jeremia 41:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Johanani mwanakomana waKarea namachinda ose ehondo vaiva naye vakati vanzwa pamusoro pemhaka dzose dzakanga dzaparwa naIshumaeri mwanakomana waNetania,

Jeremia 41

Jeremia 41:5-18