Jeremia 40:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nhasi ndinokusunungura kubva pangetani dziri mumaoko ako. Uya tiende tose kuBhabhironi, kana uchida, ini ndichakuchengeta; asi kana usingadi, usauya. Tarira, nyika yose iri pamberi pako; enda hako kwose kwaunoda.”

Jeremia 40

Jeremia 40:1-14