Jeremia 40:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati kwaari, “Hauzivi here kuti Bhaarisi mambo wavaAmoni atuma Ishumaeri mwanakomana waNetania kuti azokuuraya?” Asi Gedharia mwanakomana waAhikami haana kuvatenda.

Jeremia 40

Jeremia 40:11-16