Jeremia 40:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vose vakadzoka kunyika yeJudha, kuna Gedharia paMizipa, vachibva kunyika dzose kwavakanga vakaparadzirwa. Uye vakakohwa waini yakawanda nezvibereko zvezhizha zvizhinji kwazvo.

Jeremia 40

Jeremia 40:3-13