Jeremia 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zivisai munyika yaJudha uye muparidze muJerusarema muchiti, ‘Ridzai hwamanda munyika yose!’ Danidzirai nesimba muchiti:‘Unganai pamwe chete! Ngatitizirei kumaguta akakomberedzwa!’

Jeremia 4

Jeremia 4:1-9