Jeremia 4:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatarira, ndokuona nyika yaibereka zvibereko yava gwenga; maguta ayo ose ava matongo pamberi paJehovha, pamberi pehasha dzake dzinotyisa.

Jeremia 4

Jeremia 4:23-31