Jeremia 4:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Vanhu vangu mapenzi; havandizivi ini. Vana vasina pfungwa; havanzwisisi. Vakangwarira kuita zvakaipa; havazivi kuita zvakanaka.”

Jeremia 4

Jeremia 4:14-27